Online Bible

- Reklamy -

Judasi 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Uye vatumwa vaya vakasiya chinzvimbo chavo choukuru ukuru vakasiya nzvimbo yavo chaiyo vakasungwa nengetani dzinogara nokusingaperi munzvimbo yerima kusvikira pakutongwa kwezuva guru.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Naʋatumŋa, ʋasinakuceŋgeta ʋukuru bgaʋo, asi ʋakasiya paʋaifanira kugara, wakaʋaceŋgeta muɀisuŋgo ɀisiŋgaperi pasi perima guru kuȿikira pakutoŋgwa kwezuʋa guru;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Navatumwa, vasina kuchengeta ukuru hwavo, asi vakasiya pavaifanira kugara, wakavachengeta muzvisungo zvisingaperi pasi perima guru kusvikira pakutongwa kwezuva guru;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Uye vatumwa vaya vakasiya chinzvimbo chavo choukuru ukuru vakasiya nzvimbo yavo chaiyo vakasungwa nengetani dzinogara nokusingaperi munzvimbo yerima kusvikira pakutongwa kwezuva guru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Uye vatumwa vaya vakasiya chinzvimbo chavo choukuru ukuru vakasiya nzvimbo yavo chaiyo vakasungwa nengetani dzinogara nokusingaperi munzvimbo yerima kusvikira pakutongwa kwezuva guru.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Uye vatumwa vasina kuchengeta nzvimbo youkuru hwavo asi vakasiya musha wavo, ivava akavachengeta murima, vakasungwa nengetani dzokusingaperi vakamirira kutongwa pazuva guru.

Viz kapitola kopírovat

Judasi 1:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy