Joshua 9:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakapindura Joshuwa vachiti, “Takaita izvozvi nokuti isu varanda venyu takanga tanyatsorondedzerwa zvakatemwa naTenzi Mwari wenyu akazvipa kuna Mosesi muranda wake zvokuti ari kukupai nyika iyi yose achifanokuurayirai vanhu vose vomo. Takabva tatyira upenyu hwedu ndokubva taita izvozvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋakapindura Joshua, ʋakati: Nokuti ʋaranda ʋenyu ʋakaŋga ʋaʋudzwa ɀirokwaɀo kuti Jehova Mŋari wenyu wakaŋga araira muranda wake Mosesi, kuti akupei nyika yose, nokuparadza ʋose ʋagere panyika ino pamberi penyu; naiɀoɀo takatya kwaɀo nokuɗa kwenyu kuti ticaʋurawa, tikaita cinhu ici. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vakapindura Joshua, vakati, “Nokuti varanda venyu vakanga vaudzwa zvirokwazvo kuti Jehovha Mwari wenyu wakanga araira muranda wake Mosesi, kuti akupei nyika yose, nokuparadza vose vagere panyika ino pamberi penyu; naizvozvo takatya kwazvo nokuda kwenyu kuti tichaurawa, tikaita chinhu ichi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vakapindura Joshuwa vachiti, “Takaita izvozvi nokuti isu varanda venyu takanga tanyatsorondedzerwa zvakatemwa naTenzi Mwari wenyu akazvipa kuna Mosesi muranda wake zvokuti ari kukupai nyika iyi yose achifanokuurayirai vanhu vose vomo. Takabva tatyira upenyu hwedu ndokubva taita izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vakapindura Joshuwa vachiti, “Takaita izvozvi nokuti isu varanda venyu takanga tanyatsorondedzerwa zvakatemwa naTenzi Mwari wenyu akazvipa kuna Mosesi muranda wake zvokuti ari kukupai nyika iyi yose achifanokuurayirai vanhu vose vomo. Takabva tatyira upenyu hwedu ndokubva taita izvozvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ivo vakapindura Joshua vachiti, “Varanda venyu vakanga vaudzwa pachena kuti Jehovha Mwari wenyu akanga arayira Mozisi muranda wake sei kuti akupei nyika yose nokuparadza vose vageremo pamberi penyu. Naizvozvo taityira upenyu hwedu nokuda kwenyu, zvino ndicho chikonzero takaita izvi. Viz kapitola |