Online Bible

- Reklamy -

Joshua 9:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Saka naizvozvo matopinda rushambwa, vamwe venyu muchagara muri varanda vokutemera huni, nokutekera mvura imba yaMwari wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Naiɀoɀo ɀino muri ʋanhu ʋakatukwa, mucaŋgosiʋa ʋaranda naʋatemi ʋehuni naʋateki ʋemvura ʋeimba yaMŋari waŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Naizvozvo zvino muri vanhu vakatukwa, muchangosiva varanda navatemi vehuni navateki vemvura veimba yaMwari wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Saka naizvozvo matopinda rushambwa, vamwe venyu muchagara muri varanda vokutemera huni, nokutekera mvura imba yaMwari wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Saka naizvozvo matopinda rushambwa, vamwe venyu muchagara muri varanda vokutemera huni, nokutekera mvura imba yaMwari wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 Naizvozvo mava vanhu vakatukwa: Hamuchazofi makarega kuva vatemi vehuni navacheri vemvura veimba yaMwari wangu.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 9:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy