Joshua 8:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi vakabata mambo weAi ari mupenyu vakaenda naye kuna Joshuwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋakaɓata mambo weAi, aciri mupenyu, ʋakamuisa kunaJoshua. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vakabata mambo weAi, achiri mupenyu, vakamuisa kuna Joshua. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Asi vakabata mambo weAi ari mupenyu vakaenda naye kuna Joshuwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Asi vakabata mambo weAi ari mupenyu vakaenda naye kuna Joshuwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Asi vakatora mambo weAi ari mupenyu vakauya naye kuna Joshua. Viz kapitola |