Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvino varume vokuAi vakati cheu, vakaona guta changova chamupwititi utsi, huchingotogoka mudenga. Zvakavapedza simba rokuti vatizire uku, kana uku nokuti vaya vokutizira kurenje vakadzoka kuzorwisa vaivadzingirira vacho.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino ʋarume ʋeAi ʋakati ʋaciceuka, ʋonei ʋutsi bgeguta bgucikwira kuɗeŋga, ʋakashaiwa kwaʋaŋgatizira kupi nokupi; naʋanhu ʋakaŋga ʋatizira kurenje ʋakadzoka kuzorwa naʋaiʋateʋera.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino varume veAi vakati vachicheuka, onei utsi hweguta huchikwira kudenga, vakashaiwa kwavangatizira kupi nokupi; navanhu vakanga vatizira kurenje vakadzoka kuzorwa navaivatevera.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvino varume vokuAi vakati cheu, vakaona guta changova chamupwititi utsi, huchingotogoka mudenga. Zvakavapedza simba rokuti vatizire uku, kana uku nokuti vaya vokutizira kurenje vakadzoka kuzorwisa vaivadzingirira vacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Zvino varume vokuAi vakati cheu, vakaona guta changova chamupwititi utsi, huchingotogoka mudenga. Zvakavapedza simba rokuti vatizire uku, kana uku nokuti vaya vokutizira kurenje vakadzoka kuzorwisa vaivadzingirira vacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Varume veAi vakacheuka vakaona utsi hweguta huchikwira kudenga, asi vakashayiwa pokupukunyuka napo kumativi ose, nokuti vaIsraeri vakanga vachitizira kugwenga vakatendeukira vaivatevera.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 8:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy