Online Bible

- Reklamy -

Joshua 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Hakuna murume akasara ari muguta reAi kana muBhetiere asina kundodzingirira vaIsiraeri. Vakasiya guta iri rakashama vachitandanisa vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Kwakaŋga kusinomunhu wakasara paAi neBeteri, asina‐kuɓuɗa kundoteʋera Israeri; ʋakasiya guta rakashama, ʋakateʋera Israeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Kwakanga kusina munhu wakasara paAi neBheteri, asina kubuda kundotevera Isiraeri; vakasiya guta rakashama, vakatevera Isiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Hakuna murume akasara ari muguta reAi kana muBhetiere asina kundodzingirira vaIsiraeri. Vakasiya guta iri rakashama vachitandanisa vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Hakuna murume akasara ari muguta reAi kana muBhetiere asina kundodzingirira vaIsiraeri. Vakasiya guta iri rakashama vachitandanisa vaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Hapana murume kana mumwe akasara muAi kana muBheteri asina kudzingirira vaIsraeri. Vakasiya guta rakashama vakadzingirira vaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 8:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy