Joshua 8:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Joshuwa achiti, “Usatye kana kuzeza, tora vanhu vehondo vose vaunavo usimuke ukwire kuAi. Zviripo ndezvizvi, ndaisa mumaoko ako mambo wokuAi navanhu vake, neguta rake nenyika yake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Jehova wakati kunaJoshua: Usatya, kana kuvunduswa; tora ʋanhu ʋose ʋehondo, musimuke, mukwire Ai; tarira, ndaisa muruʋoko rwako mambo weAi naʋanhu ʋake, neguta rake, nenyika yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Jehovha wakati kuna Joshua, “Usatya, kana kuvhunduswa; tora vanhu vose vehondo, musimuke, mukwire Ai; tarira ndaisa muruoko rwako mambo weAi navanhu vake, neguta rake, nenyika yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Tenzi akataurira Joshuwa achiti, “Usatye kana kuzeza, tora vanhu vehondo vose vaunavo usimuke ukwire kuAi. Zviripo ndezvizvi, ndaisa mumaoko ako mambo wokuAi navanhu vake, neguta rake nenyika yake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Tenzi akataurira Joshuwa achiti, “Usatye kana kuzeza, tora vanhu vehondo vose vaunavo usimuke ukwire kuAi. Zviripo ndezvizvi, ndaisa mumaoko ako mambo wokuAi navanhu vake, neguta rake nenyika yake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usatya kana kuvhundutswa. Tora varwi vose uende unorwisa Ai. Nokuti ndaisa mambo weAi, navanhu vake, neguta rake nenyika yake mumaoko ako. Viz kapitola |