Joshua 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo mangwanani munofanira kuuya kuno muri dzinza nedzinza. Dzinza rinenge rabatwapo naTenzi richapinda mudariro mhuri nemhuri. Kwozotiwo mhuri yomo inenge yabatwapo naTenzi, inofanira kupindawo mudariro imba nemba. Vembawo inenge yabatwa naTenzi vachapinda mudariro vachiteverana munhu nomunhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Naiɀoɀo maŋgwana munofanira kusweɗera namarudzi enyu; ɀino rudzi runoɓatwa naJehova, runofanira kusweɗera nedzimba dzarwo, neimba inoɓatwa naJehova, inofanira kusweɗera nemhuri dzayo, nemhuri inoɓatwa naJehova, inofanira kusweɗera murume mumŋe nomumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Naizvozvo mangwana munofanira kuswedera namarudzi enyu; zvino rudzi runobatwa naJehovha, runofanira kuswedera nedzimba dzarwo, neimba inobatwa naJehovha, inofanira kuswedera nemhuri dzayo, nemhuri inobatwa naJehovha, inofanira kuswedera murume mumwe nomumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Naizvozvo mangwanani munofanira kuuya kuno muri dzinza nedzinza. Dzinza rinenge rabatwapo naTenzi richapinda mudariro mhuri nemhuri. Kwozotiwo mhuri yomo inenge yabatwapo naTenzi, inofanira kupindawo mudariro imba nemba. Vembawo inenge yabatwa naTenzi vachapinda mudariro vachiteverana munhu nomunhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Naizvozvo mangwanani munofanira kuuya kuno muri dzinza nedzinza. Dzinza rinenge rabatwapo naTenzi richapinda mudariro mhuri nemhuri. Kwozotiwo mhuri yomo inenge yabatwapo naTenzi, inofanira kupindawo mudariro imba nemba. Vembawo inenge yabatwa naTenzi vachapinda mudariro vachiteverana munhu nomunhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “ ‘Zvino mangwana mangwanani, munofanira kuzviratidza rudzi norudzi. Rudzi ruchabatwa naJehovha runofanira kuuya mberi imba neimba; imba ichabatwa naJehovha inofanira kuuya mberi, mhuri nemhuri; mhuri ichabatwa naJehovha inofanira kuuya mberi munhu nomunhu. Viz kapitola |