Online Bible

- Reklamy -

Joshua 6:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Varwi vose vehondo munofanira kufamba muchitenderera guta irori, muritenderere kamwechete. Ndozvamuchaita kwamazuva matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Munofanira kukomba guta, imi ʋarume ʋose ʋehondo, mupoteredze guta kamŋe cete. Unofanira kuita saiɀoɀo mazuʋa matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Munofanira kukomba guta, imi varume vose vehondo, mupoteredze guta kamwe chete. Unofanira kuita saizvozvo mazuva matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Varwi vose vehondo munofanira kufamba muchitenderera guta irori, muritenderere kamwechete. Ndozvamuchaita kwamazuva matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Varwi vose vehondo munofanira kufamba muchitenderera guta irori, muritenderere kamwechete. Ndozvamuchaita kwamazuva matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Fambai mutenderere guta kamwe chete pamwe navarume vose vehondo. Muite izvi kwamazuva matanhatu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 6:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy