Joshua 6:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaparadza zvose zvomuguta iroro nebakatwa, zvose zvazvo varume navakadzi, vakuru navaduku, nemombe nehwai namadhongi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ʋakaparadza cose nomunondo unopinza ɀose ɀakaŋga ɀiri muguta, ʋarume naʋakadzi, ʋaɗuku naʋakuru, nenzombe, namakwai, nemboŋgoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Vakaparadza chose nomunondo unopinza zvose zvakanga zviri muguta, varume navakadzi, vaduku navakuru, nenzombe, namakwai, nembongoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vakaparadza zvose zvomuguta iroro nebakatwa, zvose zvazvo varume navakadzi, vakuru navaduku, nemombe nehwai namadhongi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vakaparadza zvose zvomuguta iroro nebakatwa, zvose zvazvo varume navakadzi, vakuru navaduku, nemombe nehwai namadhongi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Vakapa guta kuna Jehovha kuti riparadzwe nomunondo, chipi nechipi chairarama mariri, varume navakadzi, vaduku navakuru, mombe, makwai nembongoro. Viz kapitola |