Joshua 6:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka vanhu vakazhambarara, iyo hwamanda yichiridzwa. Vanhu pavakangonzwa kurira kwehwamanda vakazhambarara zvikuru, rusvingo rukakoromokera pasi rukati warara, vanhu vose vakati karakata kupinda muguta nepakanangana naye, vakabva vakurira guta irori. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Naiɀoɀo ʋanhu ʋakaɗanidzira, naʋaprista ʋakaridza hwamanda; ɀino ʋanhu ʋakati ʋacinzwa kurira kwehwamanda, ʋanhu ʋakaɗanidzira nokuɗanidzira kukuru, ruȿiŋgo ndokukoromoka cose, ʋanhu ʋakakwira ʋacipinda muguta, mumŋe nomumŋe pakaruramana naye, ʋakakunda guta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Naizvozvo vanhu vakadanidzira, navapristi vakaridza hwamanda; zvino vanhu vakati vachinzwa kurira kwehwamanda, vanhu vakadanidzira nokudanidzira kukuru, rusvingo ndokukoromoka chose, vanhu vakakwira vachipinda muguta, mumwe nomumwe pakaruramana naye, vakakunda guta. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Saka vanhu vakazhambarara, iyo hwamanda yichiridzwa. Vanhu pavakangonzwa kurira kwehwamanda vakazhambarara zvikuru, rusvingo rukakoromokera pasi rukati warara, vanhu vose vakati karakata kupinda muguta nepakanangana naye, vakabva vakurira guta irori. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Saka vanhu vakazhambarara, iyo hwamanda yichiridzwa. Vanhu pavakangonzwa kurira kwehwamanda vakazhambarara zvikuru, rusvingo rukakoromokera pasi rukati warara, vanhu vose vakati karakata kupinda muguta nepakanangana naye, vakabva vakurira guta irori. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Hwamanda padzakarira, vanhu vakadanidzira, uye pakurira kwehwamanda, vanhu pavakadanidzira zvikuru, rusvingo rwakakoromoka; naizvozvo murume mumwe nomumwe akamhanya achipinda napakanga pakanangana naye, vachibva vatora guta. Viz kapitola |