Online Bible

- Reklamy -

Joshua 6:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Asi siyanai zvenyu nezvinhu zvaturirwa kuparadzirwa Mwari imi mambozviturira kuparadzirwa Mwari mungadaro mukatora chinhu chipi nechipi chakadai, gungano ravaIsiraeri rikavawo chinhu chakaturirwa kuparadzirwa Mwari, mutiunzire nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Asi imi, cenjerai paɀinhu ɀinoyera, kuti murege kutora cinhu cinoyera, mambociyerisa; naiɀoɀo muŋgatukisa misasa yaIsraeri mukaipinza muɗambudziko.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Asi imi, chenjerai pazvinhu zvinoyera, kuti murege kutora chinhu chinoyera, mambochiyeresa; naizvozvo mungatukisa misasa yaIsiraeri mukaipinza mudambudziko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Asi siyanai zvenyu nezvinhu zvaturirwa kuparadzirwa Mwari imi mambozviturira kuparadzirwa Mwari mungadaro mukatora chinhu chipi nechipi chakadai, gungano ravaIsiraeri rikavawo chinhu chakaturirwa kuparadzirwa Mwari, mutiunzire nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Asi siyanai zvenyu nezvinhu zvaturirwa kuparadzirwa Mwari imi mambozviturira kuparadzirwa Mwari mungadaro mukatora chinhu chipi nechipi chakadai, gungano ravaIsiraeri rikavawo chinhu chakaturirwa kuparadzirwa Mwari, mutiunzire nhamo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Asi imi musaswedera pazvinhu zvakatukwa, kuti murege kuzviunzira kuparara, nokutora kana chimwe chazvo. Dzimwe nguva mungaunza kuparara pamusasa weIsraeri mukaipinza padambudziko.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 6:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy