Joshua 6:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka aiti bhokisi raTenzi ritenderere guta iroro kamwechete vachidzokera zvavo kumatendhe kundorara pamatendhe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Naiɀoɀo wakaraira kuti areka yaJehova ipoteredze guta, iripote kamŋe cete; ʋakapinda ɀe mumisasa, ʋakaʋata’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Naizvozvo wakaraira kuti areka yaJehovha ipoteredze guta, iripoteredze kamwe chete; vanhu vakapindazve mumisasa, vakavatamo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Saka aiti bhokisi raTenzi ritenderere guta iroro kamwechete vachidzokera zvavo kumatendhe kundorara pamatendhe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Saka aiti bhokisi raTenzi ritenderere guta iroro kamwechete vachidzokera zvavo kumatendhe kundorara pamatendhe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Naizvozvo akarayira kuti areka yaJehovha itakurwe ipoterere guta, iripoterere kamwe chete. Ipapo vanhu vakadzokera kumisasa vakararako. Viz kapitola |