Joshua 6:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi Joshuwa akayambira vanhu achiti, “Musambozhamba zvenyu kana kuwana mumwe wenyu anoti chwe kana kuti zvako muromo bufu kusvikira musi wandichakutii zhambai. Ndopamuchazhamba ipapo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino Joshua akaraira ʋanhu, akati: Regai kuɗanidzira, namanzwi enyu ŋgaarege kunzwika, kana shoko rimŋe ŋgarirege kuɓuɗa pamiromo yenyu, kuȿikira pamusi wandinokurairai kuti muɗanidzire; ipapo munofanira kuɗanidzira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Zvino Joshua akaraira vanhu, akati, “Regai kudanidzira, namazwi enyu ngaarege kunzwika, kana shoko rimwe ngarirege kubuda pamiromo yenyu, kusvikira pamusi wandinokurairai kuti mudanidzire; ipapo munofanira kudanidzira.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi Joshuwa akayambira vanhu achiti, “Musambozhamba zvenyu kana kuwana mumwe wenyu anoti chwe kana kuti zvako muromo bufu kusvikira musi wandichakutii zhambai. Ndopamuchazhamba ipapo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi Joshuwa akayambira vanhu achiti, “Musambozhamba zvenyu kana kuwana mumwe wenyu anoti chwe kana kuti zvako muromo bufu kusvikira musi wandichakutii zhambai. Ndopamuchazhamba ipapo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi Joshua akanga arayira vanhu achiti, “Musadanidzira, musasimudzira manzwi enyu, musamboti bufu kusvikira zuva randinokuudzai kuti mudanidzire, ipapo ndipo pamunozodanidzira!” Viz kapitola |