Joshua 5:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vose pavakapedza kudzingiswa vakambogara munzvimbo dzavo, mumatendhe imomo kusvikira vapora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino ʋakati ʋapedza kudziŋgisa rudzi rwose, ʋakagara paʋakaŋga ʋari pamisasa kuȿikira ʋapora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Zvino vakati vapedza kudzingisa rudzi rwose, vakagara pavakanga vari pamisasa kusvikira vapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Vanhu vose pavakapedza kudzingiswa vakambogara munzvimbo dzavo, mumatendhe imomo kusvikira vapora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Vanhu vose pavakapedza kudzingiswa vakambogara munzvimbo dzavo, mumatendhe imomo kusvikira vapora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Shure kwokunge rudzi rwose rwadzingiswa, vakagara pavakanga vari pamisasa kusvikira vapora. Viz kapitola |