Joshua 5:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka Joshuwa akagadzira mapanga amabwe egwenya, ndokudzingisa vaIsiraeri kuGibheatihaararoti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Joshua akaɀiitira mapaŋga amabge anopinza, akadziŋgisa ʋana ʋaIsraeri pacikomo ceɀikanda ɀapamberi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Joshua akazviitira mapanga amabwe anopinza, akadzingisa vana vaIsiraeri pachikomo chezvikanda zvapamberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka Joshuwa akagadzira mapanga amabwe egwenya, ndokudzingisa vaIsiraeri kuGibheatihaararoti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saka Joshuwa akagadzira mapanga amabwe egwenya, ndokudzingisa vaIsiraeri kuGibheatihaararoti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Naizvozvo Joshua akagadzira mapanga amatombo akadzingisa vaIsraeri paGibhea Hararoti (chikomo chezvikanda zvepamberi). Viz kapitola |