Online Bible

- Reklamy -

Joshua 4:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Itai izvozvi kuti chigova chiratidzo; pakati penyu chokuti mangwana, kana vana venyu vobvunza kuti, ‘Ko kwamuri imi mabwe ayo anorevei’?

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Kuti cinhu ici ciʋe ciratidzo pakati penyu, kuti kana ʋana ʋenyu ʋacizobvunza pashure, ʋaciti: Mabge awa anoti kuɗiniko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Kuti chinhu ichi chive chiratidzo pakati penyu, kuti kana vana venyu vachizobvunza pashure, vachiti, ‘Mabwe awa anoti kudiniko?’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Itai izvozvi kuti chigova chiratidzo; pakati penyu chokuti mangwana, kana vana venyu vobvunza kuti, ‘Ko kwamuri imi mabwe ayo anorevei’?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Itai izvozvi kuti chigova chiratidzo; pakati penyu chokuti mangwana, kana vana venyu vobvunza kuti, ‘Ko kwamuri imi mabwe ayo anorevei’?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 kuti ave chiratidzo pakati penyu. Mumazuva anotevera kana vana venyu vobvunza vachiti, ‘Ko, matombo aya anorevei?’

Viz kapitola kopírovat

Joshua 4:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy