Online Bible

- Reklamy -

Joshua 4:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vedzinza rokwaRubheni nevokwaGadhi nechikamu chapakati napakati chevedzinza rokwaManase vakayambuka vakapakata zvombo zvehondo vari mberi kwavaIsiraeri, sokuudzwa kwavakanga vaitwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Naʋana ʋaRubeni, naʋana ʋaGadi, nehafu yorudzi rwaManase, ʋakayambuka pamberi paʋanhu, ʋakashoŋga nhumbi dzokurwa, seɀaʋakaʋudzwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Navana vaRubheni, navana vaGadhi, nehafu yorudzi rwaManase, vakayambuka pamberi pavanhu, vakashonga nhumbi dzokurwa, sezvavakaudzwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Vedzinza rokwaRubheni nevokwaGadhi nechikamu chapakati napakati chevedzinza rokwaManase vakayambuka vakapakata zvombo zvehondo vari mberi kwavaIsiraeri, sokuudzwa kwavakanga vaitwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Vedzinza rokwaRubheni nevokwaGadhi nechikamu chapakati napakati chevedzinza rokwaManase vakayambuka vakapakata zvombo zvehondo vari mberi kwavaIsiraeri, sokuudzwa kwavakanga vaitwa naMosesi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Varume vokwaRubheni nevokwaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vakayambuka, vakatakura zvombo zvokurwa nazvo, pamberi pavaIsraeri, sokurayirwa kwavakanga vaitwa naMozisi.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 4:12

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy