Online Bible

- Reklamy -

Joshua 4:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti vapristi vainge vakatakura bhokisi rechitenderano vakaramba vamire pakati paJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naTenzi kuti ataurire vanhu zvapera kuitwa, maererano nezvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naMosesi. Vanhu vakaita chipitipiti kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Nokuti ʋaprista ʋakaŋga ʋakatakura areka ʋakamira mukati maJoridani kuȿikira ɀose ɀapera ɀakaŋga ɀarairwa Joshua naJehova, kuti aɀiʋudze ʋanhu, ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Joshua naMosesi; ʋanhu ʋakakurumidza kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Nokuti vapristi vakanga vakatakura areka vakamira mukati maJorodhani kusvikira zvose zvapera zvakanga zvarairwa Joshua naJehovha, kuti azviudze vanhu, zvose zvakanga zvarairwa Joshua naMosesi; vanhu vakakurumidza kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 nokuti vapristi vainge vakatakura bhokisi rechitenderano vakaramba vamire pakati paJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naTenzi kuti ataurire vanhu zvapera kuitwa, maererano nezvose zvakanga zvaudzwa Joshuwa naMosesi. Vanhu vakaita chipitipiti kuyambuka.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Vaprista vakanga vakatakura areka vakaramba vakamira pakati peJorodhani kusvikira zvose zvakanga zvarayirwa Joshua naJehovha zvaitwa navanhu, sokurayirwa kwakanga kwaitwa Joshua naMozisi. Vanhu vakakurumidza kuyambuka

Viz kapitola kopírovat

Joshua 4:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy