Joshua 24:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndakakuunzai kunyika yavaAmori vaigara kumhiri kwaJorodhani. Vakakurwisai, asi ndakavaisa mumaoko enyu, ndakakuparadzirai vanhu ivavo, imi mukavatorera nyika yavo kuti ive yenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndikakuȿitsai kunyika yaʋaAmori, ʋakaŋga ʋagere mhiri kwaJoridani; iʋo ʋakarwa nemi, ndikaʋaisa mumaʋoko enyu, nyika yaʋo ikaʋa yenyu, ndikaʋaparadza pamberi penyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndikakusvitsai kunyika yavaAmori, vakanga vagere mhiri kwaJorodhani; ivo vakarwa nemi ndikavaisa mumaoko enyu, nyika yavo ikava yenyu, ndikavaparadza pamberi penyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Ndakakuunzai kunyika yavaAmori vaigara kumhiri kwaJorodhani. Vakakurwisai, asi ndakavaisa mumaoko enyu, ndakakuparadzirai vanhu ivavo, imi mukavatorera nyika yavo kuti ive yenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Ndakakuunzai kunyika yavaAmori vaigara kumhiri kwaJorodhani. Vakakurwisai, asi ndakavaisa mumaoko enyu, ndakakuparadzirai vanhu ivavo, imi mukavatorera nyika yavo kuti ive yenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Ndakauya nemi kunyika yavaAmori vaigara kumabvazuva kweJorodhani. Vakakurwisai asi ndakavaisa mumaoko enyu. Ndakavaparadza pamberi penyu, imi mukatora nyika yavo. Viz kapitola |