Joshua 24:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Isaki ndikamupawo Jakobho naEsau. Ndakapa nyika yeSeiri yamakomo kuna Esau kuti ive yake, asi Jakobho navana vake vakadzika kuIjipiti. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndikapa Isaka Jakobo naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, riʋe rake; Jakobo naʋana ʋake ʋakaɓurukira Egipita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ndikapa Isaka Jakobho naEsau; ndikapa Esau gomo reSeiri, rive rake; Jakobho navana vake vakaburukira Ijipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Isaki ndikamupawo Jakobho naEsau. Ndakapa nyika yeSeiri yamakomo kuna Esau kuti ive yake, asi Jakobho navana vake vakadzika kuIjipiti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Isaki ndikamupawo Jakobho naEsau. Ndakapa nyika yeSeiri yamakomo kuna Esau kuti ive yake, asi Jakobho navana vake vakadzika kuIjipiti. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 uye kuna Isaka ndakapa Jakobho naEsau. Ndakapa Esau nyika yezvikomo yeSeiri, asi Jakobho navanakomana vake vakaenda kuIjipiti. Viz kapitola |