Online Bible

- Reklamy -

Joshua 24:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ereazari mwanakomana waAroni akafawo, vakamuviga kuGibhea muguta raFinehasi mwanakomana wake raakapiwa munyika yemakomo yeEfuraimu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino Ereazari, mŋanakomana waAroni, akafa, ʋakamuʋiga mucikomo comŋanakomana wake Pinehasi, caakaŋga apiwa munyika yamakomo yaEfraimi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino Ereazari, mwanakomana waAroni, akafa, vakamuviga muchikomo chomwanakomana wake Pinehasi, chaakanga apiwa munyika yamakomo yaEfuremu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Ereazari mwanakomana waAroni akafawo, vakamuviga kuGibhea muguta raFinehasi mwanakomana wake raakapiwa munyika yemakomo yeEfuraimu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Ereazari mwanakomana waAroni akafawo, vakamuviga kuGibhea muguta raFinehasi mwanakomana wake raakapiwa munyika yemakomo yeEfuraimu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Uye Ereazari mwanakomana waAroni akafa, akavigwa paGibhea munzvimbo yakanga yapiwa mwanakomana wake Finehasi, munyika yamakomo yaEfuremu.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 24:33

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy