Joshua 24:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mapfupa aJosefi akanga aunzwa navaIsiraeri pavakabva kuIjipiti vakaaviga kuShikemu munzvimbo yakatengwa naJokobho kuna vaHamori baba waShikemu nezana remari yesirivha. Nzvimbo yacho yakazova nhaka yezvizvarwa zvokwaJosefi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Mafupa aJosefa, akaŋga aʋuya naʋana ʋaIsraeri pakuɓuɗa kwaʋo Egipita, ʋakaaʋiga paShekemi, panɀimbo yenyika yakaŋga yateŋgwa naJakobo kuʋana ʋaHamori, ɓaɓa ʋaShekemi, nezana remari; ikazoʋa nhaka yaʋana ʋaJosefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Mapfupa aJosefa, akanga auya navana vaIsiraeri pakubuda kwavo Ijipiti, vakaaviga paShekemu, panzvimbo yenyika yakanga yatengwa naJakobho kuvana vaHamori, baba vaShekemu, nezana remari; ikazova nhaka yavana vaJosefa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Mapfupa aJosefi akanga aunzwa navaIsiraeri pavakabva kuIjipiti vakaaviga kuShikemu munzvimbo yakatengwa naJokobho kuna vaHamori baba waShikemu nezana remari yesirivha. Nzvimbo yacho yakazova nhaka yezvizvarwa zvokwaJosefi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Mapfupa aJosefi akanga aunzwa navaIsiraeri pavakabva kuIjipiti vakaaviga kuShikemu munzvimbo yakatengwa naJokobho kuna vaHamori baba waShikemu nezana remari yesirivha. Nzvimbo yacho yakazova nhaka yezvizvarwa zvokwaJosefi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Mapfupa aJosefa, ayo akanga auyiwa nawo navana vaIsraeri kubva kuIjipiti, akavigwa paShekemu, munzvimbo yakanga yatengwa naJakobho kuvanakomana vaHamori, baba vaShekemu, nezana remari yesirivha. Iyi yakava nhaka yezvizvarwa zvaJosefa. Viz kapitola |