Joshua 24:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino shure kwaiɀoɀo Joshua mŋanakomana waNuni, muranda waJehova, wakafa, aʋa namakore anezana negumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino shure kwaizvozvo Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, wakafa, ava namakore ane zana negumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mushure mezvinhu izvi, Joshuwa mwanakomana waNuni muranda waTenzi akafa ava nezana ramakore rina makore gumi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Mushure mezvinhu izvi Joshua mwanakomana waNuni, muranda waJehovha, akafa ava namakore zana negumi. Viz kapitola |