Joshua 24:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanhu vakati kuna Joshuwa, “Tenzi Mwari wedu ndiye watichanamata, izwi rake ndiro ratichateerera.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ʋanhu ʋakati kunaJoshua: Jehova Mŋari weɗu ndiye waticashumira, ticaterera inzwi rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Vanhu vakati kuna Joshua, “Jehovha Mwari wedu ndiye watichashumira, tichateerera izwi rake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Vanhu vakati kuna Joshuwa, “Tenzi Mwari wedu ndiye watichanamata, izwi rake ndiro ratichateerera.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Vanhu vakati kuna Joshuwa, “Tenzi Mwari wedu ndiye watichanamata, izwi rake ndiro ratichateerera.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Vanhu vakati kuna Joshua, “Tichashumira Jehovha Mwari wedu, uye tichamuteerera.” Viz kapitola |