Joshua 24:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Chandinodariro ndechokuti mukazofuratira Tenzi mondonamata vamwari vasirivo achakupindukirai wokuitirai zvakaipa achakuparadzai iye ambenge achikukuitirai zvakanaka.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Kana mukarasha Jehova, mukashumira ʋamŋari ʋaʋatorwa, iye ucakushandukirai nokukuitirai ɀakaipa, nokukuparadzai, ambokuitirai ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Kana mukarasha Jehovha, mukashumira vamwari vavatorwa, iye uchakushandukirai nokukuitirai zvakaipa, nokukuparadzai, ambokuitirai zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Chandinodariro ndechokuti mukazofuratira Tenzi mondonamata vamwari vasirivo achakupindukirai wokuitirai zvakaipa achakuparadzai iye ambenge achikukuitirai zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Chandinodariro ndechokuti mukazofuratira Tenzi mondonamata vamwari vasirivo achakupindukirai wokuitirai zvakaipa achakuparadzai iye ambenge achikukuitirai zvakanaka.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Kana mukarasa Jehovha, mukashumira vamwari vavatorwa, iye achakupindukirai agouyisa njodzi pamusoro penyu agokuparadzai.” Viz kapitola |