Joshua 24:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Joshuwa akataurira vanhu vose ivava achiti, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Madzitateguru enyu aigara kumhiri kwaYufuratesi, Tera baba waAbhurahamu naNahori vainamata vamwe vamwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Joshua akati kuʋanhu ʋose: Ɀanzi naJehova Mŋari waIsraeri: Madziɓaɓa enyu aigara kare mhiri kwoRwizi, iye Tera, ɓaɓa ʋaAbrahama, naNahori, acishumira ʋamŋe ʋamŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsiraeri, ‘Madzibaba enyu aigara kare mhiri kwoRwizi, iye Tera, baba vaAbhurahamu, naNahori, achishumira vamwe vamwari.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Joshuwa akataurira vanhu vose ivava achiti, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Madzitateguru enyu aigara kumhiri kwaYufuratesi, Tera baba waAbhurahamu naNahori vainamata vamwe vamwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Joshuwa akataurira vanhu vose ivava achiti, “Zvanzi naTenzi Mwari wavaIsiraeri, ‘Madzitateguru enyu aigara kumhiri kwaYufuratesi, Tera baba waAbhurahamu naNahori vainamata vamwe vamwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Joshua akati kuvanhu vose, “Zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Kare madzitateguru enyu pamwe chete naTera, baba vaAbhurahama naNahori, vaigara mhiri kwoRwizi vachishumira vamwe vamwari. Viz kapitola |