Joshua 24:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Joshuwa akavati, “Hamungambokwanisi kushandira Tenzi imi nokuti iye ndiMwari mutsvene. NdiMwari weshanje. Haazokuregererai zvikanganiso nezvitadzo zvenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Joshua akati kuʋanhu: Hamuŋgagoni kushumira Jehova, nokuti ndiMŋari mutȿene, ndiMŋari unegoɗo, haaŋgakukaŋganwiriyi kuɗarika kwenyu neɀiʋi ɀenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino Joshua akati kuvanhu, “Hamungagoni kushumira Jehovha, nokuti ndiMwari mutsvene, ndiMwari une godo, haangakukanganwiriyi kudarika kwenyu nezvivi zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Asi Joshuwa akavati, “Hamungambokwanisi kushandira Tenzi imi nokuti iye ndiMwari mutsvene. NdiMwari weshanje. Haazokuregererai zvikanganiso nezvitadzo zvenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Asi Joshuwa akavati, “Hamungambokwanisi kushandira Tenzi imi nokuti iye ndiMwari mutsvene. NdiMwari weshanje. Haazokuregererai zvikanganiso nezvitadzo zvenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Joshua akapindura vanhu achiti, “Hamungagoni kushumira Jehovha. NdiMwari mutsvene; ndiMwari ane godo. Haangakukanganwirei kumumukira kwenyu nezvivi zvenyu. Viz kapitola |