Online Bible

- Reklamy -

Joshua 24:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Tenzi akafanotidzingira marudzi ose navaAmoriwo vaigara munyika ino. Naizvozvo kana nesuwo tichanamata Tenzi nokuti ndiye Mwari wedu.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Jehova ndiye wakadziŋga ndudzi dzose pamberi peɗu, iʋo ʋaAmori ʋakaŋga ʋagere munyika ino; naiɀoɀo nesu ʋo ticashumira Jehova, nokuti ndiye Mŋari weɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Jehovha ndiye wakadzinga ndudzi dzose pamberi pedu, ivo vaAmori vakanga vagere munyika ino; naizvozvo nesuo tichashumira Jehovha, nokuti ndiye Mwari wedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Tenzi akafanotidzingira marudzi ose navaAmoriwo vaigara munyika ino. Naizvozvo kana nesuwo tichanamata Tenzi nokuti ndiye Mwari wedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Tenzi akafanotidzingira marudzi ose navaAmoriwo vaigara munyika ino. Naizvozvo kana nesuwo tichanamata Tenzi nokuti ndiye Mwari wedu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uye Jehovha akadzinga pamberi pedu ndudzi dzose pamwe chete navaAmori vakanga vagere munyika ino. Nesuwo tichashumira Jehovha, nokuti ndiye Mwari wedu.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 24:18

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy