Joshua 24:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu ndokuti, “Hatimbofa takafuratira Tenzi tichindonamata vamwe vamwari Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo ʋanhu ʋakapindura ʋakati: Mŋari atiɓatsire, kuti tirege kurasha Jehova ticishumira ʋamŋe ʋamŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Ipapo vanhu vakapindura vakati, “Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Vanhu ndokuti, “Hatimbofa takafuratira Tenzi tichindonamata vamwe vamwari Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Vanhu ndokuti, “Hatimbofa takafuratira Tenzi tichindonamata vamwe vamwari Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo vanhu vakapindura vachiti, “Ngazvive kure nesu kuti tisiye Jehovha kuti tishumire vamwe vamwari! Viz kapitola |