Online Bible

- Reklamy -

Joshua 24:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndakakupai minda yamusina kumbounda namaguta amusina kuvaka mamugere, muchidya zvenyu michero yeminda yemigirepisi neyemiorivhi yamusina kumbosima.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ndikakupai nyika yomusina‐kurima, namaguta amusina‐kuʋaka, mamugere ɀino; munodya minda yemizambiriŋga neyemiorivi yamusina‐kusima.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ndikakupai nyika yamusina kurima, namaguta amusina kuvaka, mamugere zvino; munodya minda yemizambiringa neyemiorivhi yamusina kusima.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndakakupai minda yamusina kumbounda namaguta amusina kuvaka mamugere, muchidya zvenyu michero yeminda yemigirepisi neyemiorivhi yamusina kumbosima.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ndakakupai minda yamusina kumbounda namaguta amusina kuvaka mamugere, muchidya zvenyu michero yeminda yemigirepisi neyemiorivhi yamusina kumbosima.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Saka ndakakupai nyika yamusina kushandira namaguta amusina kuvaka; uye mugere maari uye munodya zvinobva muminda yemizambiringa nemiorivhi yamusina kusima.’

Viz kapitola kopírovat

Joshua 24:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy