Joshua 24:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndakafanotumira madzimambo maviri aya avaAmori mweya wokutyai imi samago, vakafanokutizai. Haasi mapakatwa enyu kana miseve yenyu yakaita izvozvi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ndikatuma pamberi penyu mago, akaʋadziŋga pamberi penyu, iwo madzimambo maʋiri aʋaAmori; haʋana‐kudziŋgwa neminondo yenyu kana noʋuta bgenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Ndikatuma pamberi penyu mago, akavadzinga pamberi penyu, iwo madzimambo maviri avaAmori; havana kudzingwa neminondo yenyu kana nouta hwenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ndakafanotumira madzimambo maviri aya avaAmori mweya wokutyai imi samago, vakafanokutizai. Haasi mapakatwa enyu kana miseve yenyu yakaita izvozvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ndakafanotumira madzimambo maviri aya avaAmori mweya wokutyai imi samago, vakafanokutizai. Haasi mapakatwa enyu kana miseve yenyu yakaita izvozvi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndakatuma mago pamberi penyu, iwo akavadzinga pamberi penyu, uyewo namadzimambo maviri avaAmori. Hamuna kuzviita nomunondo wenyu kana nouta hwenyu. Viz kapitola |