Joshua 24:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi ndakaramba kuteerera Bhiriamu, akatokukomborerai kwazvo kwazvo ndikakununurai mumaoko ake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Asi ini ndakaramba kunzwa Barami, naiɀoɀo wakaramba aciŋgokuropafadzai; naiɀoɀo ndakakurwirai paruʋoko rwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Asi ini ndakaramba kunzwa Bharamu, naizvozvo wakaramba achingokuropafadzai; naizvozvo ndakakurwirai paruoko rwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Asi ndakaramba kuteerera Bhiriamu, akatokukomborerai kwazvo kwazvo ndikakununurai mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Asi ndakaramba kuteerera Bhiriamu, akatokukomborerai kwazvo kwazvo ndikakununurai mumaoko ake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Asi ini ndakaramba kunzwa Bharamu, naizvozvo akaramba achingokuropafadzai, ini ndikakurwirai paruoko rwake. Viz kapitola |