Joshua 23:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi imi munofanira kuramba makati kwati kwati naTenzi Mwari wenyu sezvamaita kusvikira nhasi uno, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi namatirai Jehova Mŋari wenyu, seɀamakaita kuȿikira nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 asi namatirai Jehovha Mwari wenyu, sezvamakaita kusvikira nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi imi munofanira kuramba makati kwati kwati naTenzi Mwari wenyu sezvamaita kusvikira nhasi uno, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi imi munofanira kuramba makati kwati kwati naTenzi Mwari wenyu sezvamaita kusvikira nhasi uno, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi namatirai pana Jehovha Mwari wenyu sezvamakaita kusvikira nhasi. Viz kapitola |