Joshua 23:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nokudaro mukatyora chitenderano chaTenzi, Mwari wenyu chaakakuudzai, mukandonamata vamwe vamwari muchivapfugamira, Tenzi ndopaachakuvirukirai nehasha, mugokurumidza kutsakatika munyika yakanaka yaakakupai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Kana mukaɗarika suŋgano yaJehova Mŋari wenyu, yaakakurairai, mukandoshumira ʋamŋe ʋamŋari, mukafugama pamberi paʋo, ipapo kutsamŋa kwaJehova kucakumukirai, mukakurumidza kupera, nokubviswa panyika iyo yakanaka, yamakapiwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Kana mukadarika sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakakurairai, mukandoshumira vamwe vamwari, mukapfugama pamberi pavo, ipapo kutsamwa kwaJehovha kuchakumukirai, mukakurumidza kupera, nokubviswa panyika iyo yakanaka, yamakapiwa naye.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nokudaro mukatyora chitenderano chaTenzi, Mwari wenyu chaakakuudzai, mukandonamata vamwe vamwari muchivapfugamira, Tenzi ndopaachakuvirukirai nehasha, mugokurumidza kutsakatika munyika yakanaka yaakakupai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nokudaro mukatyora chitenderano chaTenzi, Mwari wenyu chaakakuudzai, mukandonamata vamwe vamwari muchivapfugamira, Tenzi ndopaachakuvirukirai nehasha, mugokurumidza kutsakatika munyika yakanaka yaakakupai.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Kana mukaputsa sungano yaJehovha Mwari wenyu, yaakakurayirai, mukandoshumira vamwe vamwari uye mukavapfugamira kutsamwa kwaJehovha kuchakumukirai, mukakurumidza kuparara panyika yakanaka yaakakupai.” Viz kapitola |