Joshua 23:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Sokuzadzikisirwa kwakangoitwa zvinhu zvakanaka zvose zvamakavimbiswa naTenzi, saizvozvowo Tenzi achazongoitawo kuti zvakaipa zvose zvikuwirei kusvikira akutsakatisai munyika ino iyi yakanaka yamakapiwa naiye Tenzi, Mwari wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino seɀamakaitirwa iɀo ɀinhu ɀose ɀakanaka, ɀakataurwa pamsoro penyu naJehova Mŋari wenyu, saiɀoɀo Jehova ucakuitirai ɀose ɀakaipa, kuȿikira akuparadzai panyika yakanaka, yamakapiwa naJehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino sezvamakaitirwa izvo zvinhu zvose zvakanaka, zvakataurwa pamusoro penyu naJehovha Mwari wenyu, saizvozvo Jehovha uchakuitirai zvose zvakaipa, kusvikira akuparadzai panyika yakanaka, yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Sokuzadzikisirwa kwakangoitwa zvinhu zvakanaka zvose zvamakavimbiswa naTenzi, saizvozvowo Tenzi achazongoitawo kuti zvakaipa zvose zvikuwirei kusvikira akutsakatisai munyika ino iyi yakanaka yamakapiwa naiye Tenzi, Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Sokuzadzikisirwa kwakangoitwa zvinhu zvakanaka zvose zvamakavimbiswa naTenzi, saizvozvowo Tenzi achazongoitawo kuti zvakaipa zvose zvikuwirei kusvikira akutsakatisai munyika ino iyi yakanaka yamakapiwa naiye Tenzi, Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Asi sezvo zvakanaka zvose zvakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu zvakaitika, saizvozvo Jehovha achauyisa pamusoro penyu zvakaipa zvose zvaakareva kusvikira akuparadzai panyika iyi yakanaka, yaakakupai. Viz kapitola |