Joshua 23:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Chionai ini ndava kuendawo kunoenda vamwe imi mose munonyatsozviziva mumwoyo menyu mose iyemi pachenyu kuti hakuna kana chinhu chimwechete zvacho chakanaka chakavimbiswa pamusoro penyu chisina kuitika, zvose zvakaitirwa imi, hapana chakakundika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarirai, nhasi ini ndoenda nenzira yenyika yose; ɀino imi munoziʋa mumŋoyo yenyu yose nomumŋeya yenyu yose, kuti hapanecinhu cimŋe paɀose ɀakanaka ɀakataurwa pamsoro penyu naJehova Mŋari wenyu, cakakona. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 “Tarirai, nhasi ini ndoenda nenzira yenyika yose; zvino imi munoziva mumwoyo yenyu yose nomumweya yenyu yose, kuti hapana chinhu chimwe pazvose zvakanaka zvakataurwa pamusoro penyu naJehovha Mwari wenyu, chakakona. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 “Chionai ini ndava kuendawo kunoenda vamwe imi mose munonyatsozviziva mumwoyo menyu mose iyemi pachenyu kuti hakuna kana chinhu chimwechete zvacho chakanaka chakavimbiswa pamusoro penyu chisina kuitika, zvose zvakaitirwa imi, hapana chakakundika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 “Chionai ini ndava kuendawo kunoenda vamwe imi mose munonyatsozviziva mumwoyo menyu mose iyemi pachenyu kuti hakuna kana chinhu chimwechete zvacho chakanaka chakavimbiswa pamusoro penyu chisina kuitika, zvose zvakaitirwa imi, hapana chakakundika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 “Zvino ini ndava kuenda nenzira yenyika yose. Imi munoziva mumwoyo yenyu yose nomumweya yenyu yose, kuti hapana chinhu chimwe pazvose zvakanaka zvakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu chakakona. Viz kapitola |