Joshua 23:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nyatsozivai zvechokwadi kuti Tenzi Mwari wenyu haazoramba achikudzingirai marudzi, asi ivo vachava riva nechinhu chinokuteyai neshamhu inokurovai mativi neminzwa mumaziso enyu kudzamara matsakatika munyika ino yakanaka yamapiwa naTenzi Mwari wenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 muziʋe ɀirokwaɀo, kuti Jehova Mŋari wenyu haaŋgadziŋgi ndudzi idzi pamberi penyu; asi ʋacaʋa musuŋgo neriʋa kwamuri, netyaʋa kunhiʋi dzenyu, neminzwa pameso enyu, kuȿikira mapera panyika iyo yakanaka yamakapiwa naJehova Mŋari wenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 muzive zvirokwazvo, kuti Jehovha Mwari wenyu haangadzingi ndudzi idzi pamberi penyu; asi vachava musungo neriva kwamuri, netyava kunhivi dzenyu, neminzwa pameso enyu, kusvikira mapera panyika iyo yakanaka yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 nyatsozivai zvechokwadi kuti Tenzi Mwari wenyu haazoramba achikudzingirai marudzi, asi ivo vachava riva nechinhu chinokuteyai neshamhu inokurovai mativi neminzwa mumaziso enyu kudzamara matsakatika munyika ino yakanaka yamapiwa naTenzi Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 nyatsozivai zvechokwadi kuti Tenzi Mwari wenyu haazoramba achikudzingirai marudzi, asi ivo vachava riva nechinhu chinokuteyai neshamhu inokurovai mativi neminzwa mumaziso enyu kudzamara matsakatika munyika ino yakanaka yamapiwa naTenzi Mwari wenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 ipapo zvirokwazvo Jehovha Mwari wenyu haangazodzingi ndudzi pamberi penyu. Asi vachava musungo neriva kwamuri, netyava kumisana yenyu neminzwa pameso enyu, kusvikira mapera panyika ino yakanaka, yamakapiwa naJehovha Mwari wenyu. Viz kapitola |