Online Bible

- Reklamy -

Joshua 23:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Munhu mumwechete pakati penyu anomhanyisa chiuru chavanhu nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiye anokurwirai sokukutsidzirai kwaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Munhu mumŋe kwamuri ucadziŋga ʋanhu ʋanecuru cezana, nokuti Jehova Mŋari wenyu ndiye unokurwirai, seɀaakakuʋudzai.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Munhu mumwe kwamuri uchadzinga vanhu vane chiuru chezana, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye unokurwirai, sezvakakuudzai.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Munhu mumwechete pakati penyu anomhanyisa chiuru chavanhu nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiye anokurwirai sokukutsidzirai kwaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Munhu mumwechete pakati penyu anomhanyisa chiuru chavanhu nokuti Tenzi Mwari wenyu ndiye anokurwirai sokukutsidzirai kwaakaita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Munhu mumwe chete kwamuri achadzinga vanhu vane chiuru, nokuti Jehovha Mwari wenyu ndiye anokurwirai sezvaakavimbisa.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 23:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy