Online Bible

- Reklamy -

Joshua 23:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwakati kwapera nguva ndefu mushure nokunge Tenzi apa vaIsiraeri runyararo kumativi ose vasisina kana mhandu zvayo yaivanetsa, iye Joshuwa akwegura makore ake aendedzana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino mazuʋa mazhinji akati apfuʋura, Jehova azorodza ʋaIsraeri paʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose ʋakaŋga ʋakaʋapoteredza, naJoshua akwegura, aʋa namakore mazhinji,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura, Jehovha azorodza vaIsiraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, naJoshua akwegura, ava namakore mazhinji,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kwakati kwapera nguva ndefu mushure nokunge Tenzi apa vaIsiraeri runyararo kumativi ose vasisina kana mhandu zvayo yaivanetsa, iye Joshuwa akwegura makore ake aendedzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kwakati kwapera nguva ndefu mushure nokunge Tenzi apa vaIsiraeri runyararo kumativi ose vasisina kana mhandu zvayo yaivanetsa, iye Joshuwa akwegura makore ake aendedzana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Zvino mazuva mazhinji akati apfuura uye Jehovha akanga azorodza vaIsraeri pavavengi vavo vose vakanga vakavapoteredza, Joshua akanga akwegura kwazvo ava namakore mazhinji panguva iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Joshua 23:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy