Joshua 22:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VokwaRubheni nevokwaGadhi vaya vakatumidza atari iya kuti chapupu vachiti, ‘Ndiyo chapupu pakati pedu chokuti Tenzi ndiMwari.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi ʋakatumidza artari iyo: Ndico capupu pakati peɗu, kuti Jehova ndiye Mŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Zvino vana vaRubheni navana vaGadhi vakatumidza atari iyo: Ndicho chapupu pakati pedu, kuti Jehovha ndiye Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 VokwaRubheni nevokwaGadhi vaya vakatumidza atari iya kuti chapupu vachiti, ‘Ndiyo chapupu pakati pedu chokuti Tenzi ndiMwari.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 VokwaRubheni nevokwaGadhi vaya vakatumidza atari iya kuti chapupu vachiti, ‘Ndiyo chapupu pakati pedu chokuti Tenzi ndiMwari.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Zvino vaRubheni navanakomana vaGadhi vakatumidza aritari iyi kuti: Aritari yeChapupu Pakati Pedu kuti Jehovha ndiye Mwari. Viz kapitola |