Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari akataurira vokwaRubheni nevokwaGadhi nevokwaManase achiti, “Nhasi tazoziva kuti Tenzi ari pakati pedu nokuti hamuna kuzviita muchipandukira Tenzi. Zvino mazonunura vaIsiraeri mumaoko aTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Pinehasi, mŋanakomana waEreazari muprista, akati kuʋana ʋaRubeni, nokuʋana ʋaGadi, nokuʋana ʋaManase: Nhasi tinoziʋa kuti Jehova uri pakati peɗu, nokuti hamuna‐kuɗarikira Jehova pacinhu ici; makarwira ʋana ʋaIsraeri ɀino paruʋoko rwaJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Pinehasi, mwanakomana waEreazari mupristi, akati kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuvana vaManase, “Nhasi tinoziva kuti Jehovha ari pakati pedu, nokuti hamuna kudarikira Jehovha pachinhu ichi; makarwira vana vaIsiraeri zvino paruoko rwaJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari akataurira vokwaRubheni nevokwaGadhi nevokwaManase achiti, “Nhasi tazoziva kuti Tenzi ari pakati pedu nokuti hamuna kuzviita muchipandukira Tenzi. Zvino mazonunura vaIsiraeri mumaoko aTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Finehasi mwanakomana womupristi Ereazari akataurira vokwaRubheni nevokwaGadhi nevokwaManase achiti, “Nhasi tazoziva kuti Tenzi ari pakati pedu nokuti hamuna kuzviita muchipandukira Tenzi. Zvino mazonunura vaIsiraeri mumaoko aTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Zvino Finehasi mwanakomana waEreazari, muprista, akati kuna Rubheni, Gadhi naManase, “Nhasi tinoziva kuti Jehovha ari pakati pedu, nokuti hamuna kutadzira Jehovha pachinhu ichi. Zvino madzikinura vana vaIsraeri paruoko rwaJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy