Joshua 22:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Aiwa. Takangozviita tichityira kuti, mune ramangwana vana venyu vanozokonora vana vedu vachiti, ‘Muneiwo zvenyu naTenzi, Mwari wavaIsiraeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 aziʋe kana tisina‐kuita cinhu ici nokucenjera ʋuye nokufuŋga, ticiti: Ɀimŋe paŋguʋa inoʋuya ʋana ʋenyu ʋacataura naʋana ʋeɗu, ʋaciti: Imi munemhaka yeiko naJehova Mŋari waIsraeri? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 azive kana tisina kuita chinhu ichi nokuchenjera uye nokufunga, tichiti, ‘Zvimwe panguva inouya vana venyu vachataura navana vedu,’ vachiti, ‘Imi mune mhaka yeiko naJehovha Mwari waIsiraeri?’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Aiwa. Takangozviita tichityira kuti, mune ramangwana vana venyu vanozokonora vana vedu vachiti, ‘Muneiwo zvenyu naTenzi, Mwari wavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Aiwa. Takangozviita tichityira kuti, mune ramangwana vana venyu vanozokonora vana vedu vachiti, ‘Muneiwo zvenyu naTenzi, Mwari wavaIsiraeri. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 “Kwete! Takazviita tichitya kuti rimwe zuva zvizvarwa zvenyu zvichazoti kuzvizvarwa zvedu, ‘Mune chii chokuita naJehovha Mwari waIsraeri? Viz kapitola |