Joshua 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ko Akani, mŋanakomana waZera, haana‐kuɗarika pacinhu cakayeriswa, kutsamŋa kukawira ʋuŋgano yose yaIsraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Ko Akani, mwanakomana waZera, haana kudarika pachinhu chakayereswa, kutsamwa kukawira ungano yose yaIsiraeri here? Munhu uyo akasafa ari oga pakutadza kwake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Handiti Akani mwanakomana waZera akapara chitadzo panyaya yezvinhu zvakanga zvaturirwa kuna Tenzi kuti zviparadzwe. Chitadzo chacho hachina here kupfukira gungano rose ravaIsiraeri? Haasiri iye woga akafa pamusana pechitadzo chake.’ ” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akani mwanakomana waZera paakadarika nokusatenda pachinhu chakatsaurwa naJehovha, kutsamwa hakuna kuwira ungano yose yaIsraeri here? Haasi iye oga akafira chivi chake.’ ” Viz kapitola |