Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vakasvika kune vokwaRubheni nevokwaGadhi nevechimwe chikamu chiya chevokwaManase kunyika yeGireadhi, vakati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Iʋo ʋakaȿika kuʋana ʋaRubeni, nokuʋana ʋaGadi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGireadi, ʋakataura naʋo, ʋakati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Ivo vakasvika kuvana vaRubheni, nokuvana vaGadhi, nokuhafu yorudzi rwaManase, kunyika yeGireadhi, vakataura navo, vakati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Vakasvika kune vokwaRubheni nevokwaGadhi nevechimwe chikamu chiya chevokwaManase kunyika yeGireadhi, vakati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Vakasvika kune vokwaRubheni nevokwaGadhi nevechimwe chikamu chiya chevokwaManase kunyika yeGireadhi, vakati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Vakati vaenda kuGireadhi, kuna Rubheni, Gadhi nehafu yorudzi rwaManase, vakati kwavari,

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy