Online Bible

- Reklamy -

Joshua 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pazvakasvika munzeve dzavamwe vavo vaIsiraeri zvichinzi, “Hezvoka, vokwaRubheni nevokwaGadhi vaya nechimwe chikamu chevedzinza rokwaManase chiya vavaka atari kumuganhu wenyika yeKanani kunharaunda yokunaJorodhani kumhiri ino munyika yavaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakanzwa, ɀicinzi: Tarirai, ʋana ʋaRubeni naʋana ʋaGadi nehafu yorudzi rwaManase ʋaʋaka artari pakatarisana neKanani, panyika yapaJoridani, kurutiʋi rwaʋana ʋaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Zvino vana vaIsiraeri vakanzwa, zvichinzi, “Tarirai, vana vaRubheni navana vaGadhi nehafu yorudzi rwaManase vavaka atari pakatarisana neKenani, panyika yapaJorodhani, kurutivi rwavana vaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Pazvakasvika munzeve dzavamwe vavo vaIsiraeri zvichinzi, “Hezvoka, vokwaRubheni nevokwaGadhi vaya nechimwe chikamu chevedzinza rokwaManase chiya vavaka atari kumuganhu wenyika yeKanani kunharaunda yokunaJorodhani kumhiri ino munyika yavaIsiraeri.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino vaIsraeri vakati vanzwa kuti vakanga vavaka aritari pamuganhu weKenani paGeriroti pedyo neJorodhani kudivi reIsraeri,

Viz kapitola kopírovat

Joshua 22:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy