Online Bible

- Reklamy -

Joshua 21:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋakaʋapa maguta iwayo, akarebga mazita awo pano, pakati porudzi rwaʋana ʋaJuda, norudzi rwaʋana ʋaSimeoni.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Vakavapa maguta iwayo, akarehwa mazita awo pano, pakati porudzi rwavana vaJudha, norudzi rwavana vaSimeoni.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Mudzinza rokwaJudha neraSimeoni vakapiwa maguta akaita zvokudomwa namazita.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Kubva pamarudzi avaJudha navaSimeoni, vakavapa maguta akarehwa namazita awo pano

Viz kapitola kopírovat

Joshua 21:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy