Joshua 21:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Hakuna kana chinhu chimwechete chakanaka chakanga chatsidzirwa vaIsiraeri naTenzi chisina kuzoitika, zvose zvakaitika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Hakunecinhu cimŋe ceɀinhu ɀakanaka ɀakaŋga ɀataurwa naJehova kuimba yaIsraeri cakakona; ɀose ɀakaitika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Hakuna chinhu chimwe chezvinhu zvakanaka zvakanga zvataurwa naJehovha kuimba yaIsiraeri chakakona; zvose zvakaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Hakuna kana chinhu chimwechete chakanaka chakanga chatsidzirwa vaIsiraeri naTenzi chisina kuzoitika, zvose zvakaitika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Hakuna kana chinhu chimwechete chakanaka chakanga chatsidzirwa vaIsiraeri naTenzi chisina kuzoitika, zvose zvakaitika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Hakuna kana chinhu chimwe chete zvacho chezvinhu zvakanaka zvakanga zvavimbiswa naJehovha kuimba yaIsraeri chakakona; zvose zvakazadziswa. Viz kapitola |