Joshua 21:44 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Tenzi akavapa runyararo kumative ose sokutsidza kwaakaita kumadzibaba avo. Hakuna kana nomumwe wavavengi vavo akagona kumirisana navo nokuti Tenzi akaisa vavengi vavo vose mumaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Jehova akaʋazorodza kumatiʋi ose, pose paakaŋga apikira madziɓaɓa aʋo; hakunomunhu kuʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose wakamira pamberi paʋo; asi Jehova wakaisa ʋaʋeŋgi ʋaʋo ʋose pamaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Jehovha akavazorodza kumativi ose, pose paakanga apikira madzibaba avo; hakuna munhu kuvavengi vavo vose wakamira pamberi pavo; asi Jehovha wakaisa vavengi vavo vose pamaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Tenzi akavapa runyararo kumative ose sokutsidza kwaakaita kumadzibaba avo. Hakuna kana nomumwe wavavengi vavo akagona kumirisana navo nokuti Tenzi akaisa vavengi vavo vose mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Tenzi akavapa runyararo kumative ose sokutsidza kwaakaita kumadzibaba avo. Hakuna kana nomumwe wavavengi vavo akagona kumirisana navo nokuti Tenzi akaisa vavengi vavo vose mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Jehovha akavapa zororo kumativi ose, sezvaakanga apikira madzitateguru avo. Hapana kana muvengi wavo mumwe chete akamira pamberi pavo; Jehovha akaisa vavengi vavo vose mumaoko mavo. Viz kapitola |