Joshua 21:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Nokudaro Tenzi akapa vaIsiraeri nyika yose yaakatsidzira kupa kumadzibaba avo. Vakaitora ikava yavo ndokubva vagaramo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Saiɀoɀo Jehova akapa ʋaIsraeri nyika yose yaakaŋga apika, kuti ucaipa madziɓaɓa aʋo; ikaʋa yaʋo, ʋakagara’mo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Saizvozvo Jehovha akapa vaIsiraeri nyika yose yaakanga apika, kuti uchaipa madzibaba avo; ikava yavo, vakagaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Nokudaro Tenzi akapa vaIsiraeri nyika yose yaakatsidzira kupa kumadzibaba avo. Vakaitora ikava yavo ndokubva vagaramo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona43 Nokudaro Tenzi akapa vaIsiraeri nyika yose yaakatsidzira kupa kumadzibaba avo. Vakaitora ikava yavo ndokubva vagaramo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Saka Jehovha akapa vaIsraeri nyika yose yaakanga apika kuti achapa madzitateguru avo, ikava yavo vakagara mairi. Viz kapitola |